DuraMazwi
Browse Words
Words

kwipu

Shona Definition

Kuti kwipu kurova munhu uchishandisa shamhu inomonera anenge arohwa wacho. Akati mombe kwipu netyava. Kuti kwipu kudenhuka kwechakateyiwa, sezvinoita dhibhura.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.