DuraMazwi
Browse Words
Words

kwinya kwinya

Shona Definition

Kuti kwinya kwinya kufamba munhu asina chaakapfeka. Benzi rakati kwinya kwinya richifamba riri mumugwagwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.