DuraMazwi
Browse Words
Words

kwapu

Shona Definition

Kunzi kwapu kungoerekana munhu warohwa kumeso nembama. Chipo akazongonzwa chava chiveve chete kumeso, paakanzi kwapu nembama yaasina kana kuzoona kuti yabva nepi.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.