Used in other entries
“Vakafukura jecha kusvikira vabata mvura pasi, ndokunwa.”
from -fukura“Chirevo mashoko anotaurwa panguva imwe chete nomunhu kusvikira paanozororera, iwo aine zvaanoreva zvakakwana.”
from chirevo“kusvikira, mupakara, dzamara”
from dakara“Kuti dambu kudhonza chinhu chakaita setambo kusvikira chaguka, uchibva wasara wave namapandi maviri wangopfuura nepo asi usingagarisipo.”
from dambu“Ku dedenhera kunyatsodya zvinhu uchiita chimwe nechimwe kusvikira wazvipedza zvose.”
from -dedenhera“Ku dodonga kudoma zvinhu uchiita chimwe nechimwe kusvikira zvapera zvose.”
from -dodonga