Shona Definition
Kure inzvimbo inenge isiri padyo nepaunenge uri. Tinoenda kuchikoro nebhazi nokuti kure.
English Translation
Far is a place that is not near where you are. We go to school by bus because it is far.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana mai vachishandisa muchiso vanodzingira vana kure nokuvatyira kuti vangazotsva.”
from chipiso“Gudo raichomwaira riri pakati pomunda kuti rione zviri kure.”
from -chomwaira“Kuti dhi-i kutinhira kune ruzha rukuru rwakasimba runonzwika kure chose.”
from dhi-i“Chirindo kadumba kaduku keuswa kanovakirwa kumunda pakakwirira, kuti vanhu vakwanise kuona zvingada kudya mbeu zvichiri kure.”
from chirindo“Kana uchi daidzira unenge uchidudza manzwi nezwi riri pamusoro kuti vari kure vazvinzwe.”
from -daidzira“Kupa mwana bota chisuku itsika yasarira munzvimbo dziri kure nemaguta.”
from chisuku