Used in other entries
“Ku fukusa kurwadza kana kuswinya, sezvionoita ronda rava kuda kuzobuda urwa.”
from -fukusa“Mvura yava kuda kunaya.”
from -da“Ku dzamba kukora kunoita mukaka wen'ombe kana wavhaidzwa kana wanga wava kuda kukora kare.”
from -dzamba“Chisuwo kunzwa kuda kuona mumwe munhu wawakaonana naye kare, kana kuti imwe nzvimbo yawakasiya kare.”
from chisuwo“Kuti de kuregedzeka nokurereka, sekwemuti watemwa unenge wave kuda kuwa.”
from de“Chiuno itsika yomunhurume anenge achinyanya kuda kurara nevakadzi.”
from chiuno