Kaunda itebhuru inotengeserwa zvinhu muchitoro, kana kuti inoitirwa bhizimisi yakakamurwa kuita tumikoto, semubhangi kana muposvo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“Kana munhu achi kaunda zvinhu anenge achizviverenga kuona kuti zvingani.”