DuraMazwi
Browse Words
Words

-kaurira

Shona Definition

Kana uchi kaurira pakucheka nyama kana kutora zvimwewo zvamunenge muchigovana, unenge uchitora pakuru uchibatira vamwe. Kana munhu achi kaurira nyaya anenge achipamhidzira kana kuwedzera zvimwe zvakawanda.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.