Browse Words
Shona Definition
Urwu rumuti runodzimikwa muvhu muzuva, runoshandiswa kududzira nguva nebvute rawo. Kana kuine makore karingazuva korumuti hakasevenzi. wachi Uyu munhu anogara akaziva nokuchenjerera nguva paanoita zvinhu zvake.
English Translation
This is a stick that is placed in the ground in the sun, and it is used to tell the time by its shadow. If it is cloudy, the stick's sundial does not work. This person is always aware and careful of the time when doing their things.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“karingazuva”
from wachi