DuraMazwi
Browse Words
Words

-kanika

Shona Definition

Ku kanika mudziyo kuugadzira kuti ushande zvakanaka. Murume wangu ane chipo chokukanika zvinhu zvinhu zvakawanda, kubva kumawairesi kusvikira kumotokari.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.