DuraMazwi
Browse Words
Words

kanhama

Shona Definition

Kuti kanhama kuratidza kushamisika zvikuru, kazhinji uchitoshama muromo, uye wakaudyura maziso. Shoko rokufa kwake rakatisiya takangoti kanhama. kanha .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries