Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti kanha kuratidza kushamisika zvikuru nechiitiko. Pavakaona mwana azvarwa aine tumazino mukanwa, vanyamukuta vakangoti nazvo kanha. kanhama .
English Translation
Describes showing great astonishment at something that has happened. When they saw a child born with teeth in its mouth, the midwives were simply astounded. Compare kanhama.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku kanha kurova munhu kana chinhu nezvibhakera.”
from -kanha“Kanha munhu achinzi ane chiki anenge achitaura mazwi ane ukasha kana kuti okutsvinya nguva dzose.”
from chiki“kanha .”
from kanhama“kanha .”
from kanhama