DuraMazwi
Browse Words
Words

-kabira

Shona Definition

Ku kabira kukanda chinhu chokudya chakadaro chose mumukanwa. Ku kabira kudya chero chese chawangopiwa. Ku kabira kudya uchiwanzisa zvinhu mumuromo, uye uchiita katsengero kasingafadzi kune vanoona. Ku kabira kukanda chokudya mumuromo wobva wachimedza nokukurumidza. Ku kabira kubvuta chinhu chinodyiwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.