Browse Words
Shona Definition
Kabisira idoro rinobikirwa vanhu vashoma kuti vanwe vachifara, risingatengeswi. Kana muchiita zvinhu kabisira munenge musingadi kuti voruzhinji vazvione kana kuzviziva, uye kazhinji zvinenge zvisina kururama.
English Translation
Kabisira is a beer brewed for a small group of people to drink and enjoy, and it is not sold. When you do things 'kabisira', it means you don't want the public to see or know about them, and often they are not right.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.