Browse Words
Shona Definition
Kuti kabu kuruma nyama. Bere rakati mombe kabu pachidya. Kuti kabu kurara panze kana kuti usina chawakafuka. Kuti kabu kurara kwemunhu kana mhuka yakafa. kungunya . Kuti kabu kuzara kana kuzarisa komudziyo kana rukova. nde .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kuti kabu kabu kutunga nenyanga.”
from kabu kabu“kabu, kungunya .”
from kakashu“Kuti kabu kabu kutunga nenyanga.”
from kabu kabu“kabu, kungunya .”
from kakashu