Used in other entries
“Juzi rake ranga radhamba zvokuti ranga rareba kusvika mumabvi.”
from -dhamba“Kana munhu achi ruka juzi anenge achishandisa shinda achidzibatanidza nekudzipinzanisa, kuti dziburitse chipfeko chimwe.”
from -ruka“Kuti piningu kurudunura panga pakarukwa, sezvingaitwa juzi kana chidhoiri.”
from piningu“Mai vakadadanura juzi ravo ndokurukira mwana juzi neshinda yacho.”
from -dadanura“Kuti piringa kupesana kana kupindana kwezvinhu, sezvinoita munhu achiruka juzi.”
from piringa“Kuti piningu kurudunura panga pakarukwa, sezvingaitwa juzi kana chidhoiri.”
from piningu