DuraMazwi
Browse Words
Words

-dadanura

Shona Definition

Kana uchi dadanura unenge uchiita kuti shinda dzakarukisa chinhu dziregedzane, ichive shinda zvakare. Mai vakadadanura juzi ravo ndokurukira mwana juzi neshinda yacho. -rudunura .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.