Used in other entries
“jinda Gurukota mutungamiri webazi rehurumende anorimiririra muparamende, uye ndiye anozivisa mutungamiri wenyika zviri kuitika mubazi rake.”
from gurukota“Munhu kana wapara mhosva hazvina mhosva kuti wakazivira kuenda pamatare, kana kuti uri jinda ramambo.”
from Kumuzinda hakuna wako.