Munhu kana wapara mhosva hazvina mhosva kuti wakazivira kuenda pamatare, kana kuti uri jinda ramambo. Mhosva inongokuriga chete.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.