Browse Words
Shona Definition
Jana inguva yako yekuita chinhu chamunenge mawirirana kuti mumwe anoita umwe akazorora, mumwe ozoitawo, zvichingodaro. Kudzai ndiye ane jana rekufudza mombe svondo rino nekuti Gore akaenda svondo rapera. dzoro
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Jangano kuungana pamwe muchiita jana rekubatsira vakambokubatisiraiwo akambokubatsiraiwo.”
from jangano“chijana jana zoro”
from dzoro