Browse Words
Shona Definition
Dzoro inguva yokubatsirana basa, sezvinoitwa navavakidzani vachiravana kufudza mombe nezvimwewo mazuva akatarwa. Dzoro ren'ombe rinoda mufudzi akachenjera nokuti n'ombe dzavanhu dzingarasika. chijana jana zoro
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“dzoro”
from jana“Mujana munhu anenge aine dzoro remombe zuva iroro.”
from mujana“dzoro inombopuwa munhu kuti amboitawo vamwe vachizoteverawo sezvakaita pakubatsirana basa.”
from chijana