Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti chechenga kusangana kana kuungana pamwe chete kwevanhu vane ukama kana vane chimwe chinhu chavanoita vose. Pazororo regore idzva vazukuru vanenge vakati chechenga pamba pambuya vachipembera.
English Translation
Describes the meeting or gathering together in one place of people who are related or who share some common undertaking. Example: At the New Year holiday the grandchildren were gathered chechenga at their grandmother's home, celebrating.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.