Used in other entries
“Gurwe chipembenene chakati kurei kudarika hwiza chinoonekwa nguva yezhizha, chinogara mumwena wakavharirwa nekatutu kevhu uye chinofamba usiku chichirira.”
from gurwe“pfimbi Hwiza igomba rinocherwa kuitira kubata mhuka dzinowira mukati kana dzapfuura napo.”
from hwizha“Iyi itambo kana tsanga inopakirwa hove, majenya kana hwiza dzinenge dzabatwa, kuti zvirambe zviri pamwe pazvinenge zvakachengeterwa.”
from mudungiro“hwiza ndongwe”
from mhashu“mhashu dzviti hwiza dzviti”
from mhashu madzviti“Hwata ishiri yakareba zvikuru, inonyanyofamba ichitsvaga hwiza nenyoka mumapani, uye ine dundundu jena namakumbo marefu ane zvidya zvitema.”
from hwata