Browse Words
Shona Definition
Hwowa chidyiwa chinorimwa kana kumera choga musango, uye chine kadzindi kadiki, kumusoro kuchinge denga rakafukidza. Hwowa hwandinofarira ini izheveyambuya, asi vamwe vanoti firifiti ndiyo iri pamberi kunaka. howa
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Chisoro izita rinopiwa hwowa hwese kana huchangobuda kubva muvhu.”
from chisoro“Uhwu hwowa hudiki hunenge husati hwapapa.”
from chigumbukumbu“hwowa”
from howa“Jerero inzvimbo inomera hwowa hwerudzi rumwe chete kana miti yerudzi rumwe.”
from jerero“Uhwu hwowa huduku hune ruvara rutsvuku, hunodyiwa navanhu.”
from nyakasheche