Used in other entries
“Demba idende hombe rinotakurirwa kana kuchengeterwa mvura kana hwahwa.”
from demba“Depfure hwahwa hunobikwa hwakawanda zvokuti hunopedza nguva refu huchinwiwa.”
from depfure“Mabviriro aakaita pabhawa aiva ekunzvenga, nekuti aisada kutenga hwahwa.”
from mabviriro“Uhu hwahwa hushoma hunongobikirwa murume nomukadzi wake.”
from kachikasi“Ichi chisazita chinogona kutora nzvimbo yezita mumupanda Ihwo hwahwa hwamuri kunwa uhu mambohutenga kupiko?”
from ihwo“Tumbuyu utwu tunonzi tudhakwa nokuti tunomomotera hari dzinenge dzine hwahwa.”
from kambuyu