Browse Words
Shona Definition
Depfure hwahwa hunobikwa hwakawanda zvokuti hunopedza nguva refu huchinwiwa. Depfure kuwanda kwemabasa mumunda, kana kwechokudya chakabikwa. Depfure kugara kwakanaka uchiwana zvose zvaunenge uchida. mutambarakede .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.