Browse Words
Shona Definition
Aya matangiro anoita zvinhu. Mabviriro ekuba ruchiva. mviromviro Aya maitiro anoita munhu kana achibva pane vanhu. Mabviriro aakaita pabhawa aiva ekunzvenga, nekuti aisada kutenga hwahwa. bviro mabviro
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“mabviriro”
from mabviro