Used in other entries
“Kuti dhabhu kukwira nokudzika kunoita mapapiro eshiri huru kana yoda kubururuka.”
from dhabhu“Chiradza inyoka huru inotyisa.”
from chiradza“Dunzi inhunzi huru inoonekwa paurawa mhuka kana panonhuhwa.”
from dunzi“Musoro wedhipeti wokuti, "Zviri nani kudzidzisa mukomana pano musikana", unoitisa nharo huru pakati pavakomana navasikana.”
from dhipeti“Danana muteyo unogadzirwa netumiti unoshandiswa kubata hove huru munzizi.”
from danana“Dhorobha inzanga huru yemisha inosanganisira maindasitiri, zvitoro nemahofisi, ine magetsi anovhenekera migwagwa, nhandare dzendege nedzimba dzomudurikidzwa.”
from dhorobha