Used in other entries
“urodze upanga Chipanga kashinha kanotanga kubuda mudzinde rechibage kachizokura kufuvhurura nokuita hupi.”
from chipanga“hupi Muguri chimai chichena chinosaririra panenge patokonyorwa chibage, chinogona kushandiswa kubvirisa moto.”
from muguri“Aya mabarwe manyoro akabikwa, ndokuomeswa pazuva dziri hupi.”
from mafushe