Used in other entries
“Ndakatsvakira maiguru huni, bva kana kumbonditiwo dhangi.”
from dhangi“Demo risina kurodzwa rinorwadza kutemesa huni naro."”
from murefu“Ku kwanzura kutsemura huni dzakaoma kana chimwe chinhu wakatevedza urefu hwacho.”
from -kwanzura“Ku teza kuunganidza huni dzakaita tsotso, dzichibviswa pamatavi makuru.”
from -teza“Mukadzi akaunganidza huni dzake ndokudzisunga namakavi.”
from -sunga“Akati huni pamadziro rwi.”
from rwi