Browse Words
Shona Definition
Ku sunga kubatanidza zvinhu netambo inozvipoteredza zviri pamwe chete. Mukadzi akaunganidza huni dzake ndokudzisunga namakavi. Kana mapurisa achi sunga munhu, anenge achimupomera mhosva.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.