Used in other entries
“Takahwanda mubako tanzwa kuti hondo yakanga yava pedyo nesu.”
from -hwanda“hondo”
from hovhoni“Uku kupesana nokumhanya-mhanya kunoitwa navanhu vakawanda kana paita hondo kana kurwisana.”
from nyakanyaka“Musoja munhu anorwa hondo akamirira nyika yake, kana aine chimwewo chinangwa.”
from musoja“Hondo yechimurenga yaiva ruvaravando.”
from ruvaravando