Hovhoni mudziyo, kana kuti nhengo yechitofu, inobikirwa makeke nekugocherwa nyama. Hovhoni chivakwa chezvitina zvinenge zvichipiswa kuti zvisimbe, zvozoshandiswa pakuvaka. hondo
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.