DuraMazwi
Browse Words
Words

-hwanda

Shona Definition

Ku hwanda kuenda panzvimbo pausingaonekwi nhando nevanhu vaunenge usingadi kuti vakuone uchitova mutambo kana kuti uchizvidzivirira munjodzi. Takahwanda mubako tanzwa kuti hondo yakanga yava pedyo nesu. Ku hwanda kuenda panzvimbo isingasviki mvura inenge ichinaya kana zuva rinenge ronyanyisa kupisa. -vanda .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.