DuraMazwi
Browse Words
Words

homwe

Shona Definition

Homwe isamba kana kuti bhegi rokuisira zvinhu. hombodo mbudu Homwe munhu anosvikirwa nomudzimu. svikiro

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries