DuraMazwi
Browse Words
Words

hanganwa

Shona Definition

Hanganwa ipfungwa dzemunhu asingakwanisi kurangarira zvaanenge adzidza, kurayirwa, kuona kana kutumwa. Vamwe vanhu vane hanganwa dzokusvika pakutsvaka chinhu chavakabata mumaoko.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries