Browse Words
Shona Definition
Hakata zvombo zvinoshandiswa nen'anga pakushopera, zvakaita semabhonzo kana zvimiti zvakavezwa. Hakata dzen'anga inogona kushopera dzinotaridza dambudziko riripo, uye kuti ringapedzwa sei.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku kandira kupotsera hakata kunoita n'anga kana ichishopera.”
from -kandira“Uyu munhu anotaurira vanhu zvinenge zvichivanetsa, achishandisa hakata.”
from mukandiri