DuraMazwi
Browse Words
Words

-kandira

Shona Definition

Ku kandira kudonhesa mazai kunoitwa nehuku kana shiri ichiasiya mudendere. - kanda totsa . Ku kandira kupotsera hakata kunoita n'anga kana ichishopera. -posa . Kana mando kandira munenge maenda kun'anga kundoshopera. -bvunzira .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.