Used in other entries
“Dhamhu reChivero iguru zvikuru uye rinoshandiswa neguta guru reHarare rose.”
from dhamhu“Uyu munhu mupfupi ane dumbu guru.”
from chidumbuzeya“Idambudzo guru kana ukarambwa nemudiwa wako iwe uchamuda.”
from dambudzo“Harare ndiro dhorobha guru remuZimbabwe.”
from dhorobha“Kuti dhu kutinhira kune simba guru.”
from dhu“Chisi izuva rimwe chete pasvondo rinoereswa nemidzimu yenzvimbo, zvokuti vanhu havabati basa guru rakaita sokurima kana kuvaka.”
from chisi