Kuti gurududu kurereka musoro padivi zvinoratidza kuti munhu akasuwa. Paakanga aneta nokuchemera mai vake mwana akabva ati musoro gurududu agere pasi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.