Used in other entries
“Fukidzo ijira kana kuti gumbezi rinopuwa munhu paanenge asvikirwa nomudzimu.”
from fukidzo“jira gudza gumbezi 5”
from gumbeze“Gumbezi java iro rakanaka zvaro shamwari, asi pfumbu iri ndiro rakachipa.”
from java“Uku kurara makachinjika parukukwe kana gumbezi kuti mukwanise kurara makawanda.”
from chakapedzambudzi“Ku fuka kuisa gumbezi kana jira pamusoro kana kuti pamuviri.”
from -fuka