DuraMazwi
Browse Words
Words

gumbi

Shona Definition

Gumbi vanhu vanenge vakaungana pamwe chete. mhomho Gumbi remombe imombe dzakawanda, kazhinji kana dziri dzemunhu mumwe chete.

English Translation

Gumbi refers to people who have gathered together. Mhomho A herd of cattle refers to many cattle, usually when they belong to one person.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries