DuraMazwi
Browse Words
Words

-fuka

Shona Definition

Ku fuka kuisa chipfeko kana kuti hanzu pamuviri. -pfeka, -simira . Ku fuka kuisa gumbezi kana jira pamusoro kana kuti pamuviri. Kana zviya kwava kunyanya kupisa muchirimo, tinongorara tisina chatakafuka. Kana muchi fuka nyimo mumunda, munenge muchisakura muchiumbiridza ivhu kumativi kwadzo, kuti dzigozobereka zvakanaka.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.