DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Dzingidzi gonyera pamwe / maruva enyika haaperi

Shona Definition

Zviri pachena kuti gonzo mhini rakapunyuka munjodzi rikadimurirwa muswe waro saka zvino rakafanira kugara mumhango kuti rigofa nokurwara. Kana munhu akapunyukawo mungozi yaanobuda nembonje akafanira kuzvichenjerera panguva dzinotevera. Haangaiti zvinhu zvinomupinza mungozi iyi zvakare.

English Translation

Wasp, settle yourself in one place — the world's flowers will never be exhausted. A narrow escape should be taken as a warning: having got away once, with injuries, a person should be careful afterwards and not walk back into the same danger.

Cultural Context

“Said to someone who should be content where they are instead of chasing every new attraction, and to one who has come through a close call and should not court it again.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.