DuraMazwi
Browse Words
Words

-funga

Shona Definition

Ku funga kushandisa musoro kana pfungwa mukuronga zvinhu zveupenyu. Ku funga munhu kumurangarira zvakadzama chaizvo nekuchema kuti dai aripo. -suwa, -shuwira .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.