Browse Words
Shona Definition
Kana paine zvauno fungira mumwe munhu mundangariro mako, unenge uchitoona senge ndicho chokwadi kuti ndizvo zvaari kana kuti zvaakaita. Pandakabirwa kumba kwangu, ndakataurira mapurisa kuti ndaifungira Toro uye aimbotishandira.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.