Fungiramumwoyo kungoita zvinhu zvako wakanyarara asi iwe uchiziva chinangwa chako. Shupikai akanga asingachadi zvokutaura-taura, ongoita fungiramumwoyo rwendo rwembwa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“fungiramumwoyo”