DuraMazwi
Browse Words
Words

-fumo-

Shona Definition

Ichi chivakiso kana kuti chiumbamazwi chinoshandiswa sedudzirachiito uye, chinoratidza nguva yamangwanani pazuva rinozotevera. Kandima kasara aka, tichafumopedzisa tisati taenda kudhibha.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.