Kana munhu achinzi aka fumuka anenge asinganyari zvakaipa kana kuti zvakareruka zvaanoita. Kana mushonga wa fumuka unenge usisina basa nokuti unenge wava kutozikanwa nezvawo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.