DuraMazwi
Browse Words
Words

-fumha

Shona Definition

Kana munhu achi fumha anenge achitsvaga chinhu chiri kunetsa kuwana kana charasika. -funa-funa . Ku fumha kutenderera nomunda muchinonga-nonga zvakambosaririra pamakambokohwa pekutanga. -pumha .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.